ZimPraise - Munhu Yeuka Urihuruva

Chorus / Description : Munhu yeuka, uri huruva (Man remember, You are made from dust)
Yeuka, uri huruva (Remember, You are made from dust)

Munhu Yeuka Urihuruva Lyrics

Chorus:
Munhu yeuka, uri huruva (Man remember, You are made from dust)
Yeuka, uri huruva (Remember, You are made from dust)
Munhu yeuka, uri huruva (Man remember, You are made from dust)
Yeuka, uri huruva (Remember, You are made from dust)

Daddy, Yeuka uri huruva (Father remember that You are dust)
Wakauya usina nechinhu (You came with nothing)
Uchadzokera usinawo nechinhu (You will return with nothing)

Ndiye wakare wakakuumba (He is the one who created you)
Nevhu iro rauchadzokera (With the dust that you will return to)
Uchinge wafa anokutonga (In death, He rules over you)
Uri mupenyu anokutonga (In life, He rules over you)

Woiyeeee mwari we (Oh my God?)
Munhu yeuka, uri huruva (Man remember, You are made from dust)
Yeuka, uri huruva (Remember, You are made from dust) (Repeat)

Munhu yeuka, uri huruva (Man remember, You are made from dust)
Yeuka, uri huruva (Remember, You are made from dust)

Uchaenda namabasa ako (You will go with your actions)
Akanaka naakaipawo (Both the good and the evil)

Munhu yeuka, uri huruva (Man remember, You are made from dust)
Yeuka, uri huruva (Remember, You are made from dust)

Munhu yeuka, uri huruva (Man remember, You are made from dust)
Yeuka, uri huruva (Remember, You are made from dust) 

Munhu Yeuka Urihuruva Video

  • Song: Munhu Yeuka Urihuruva
  • Artist(s): ZimPraise


Share: