Ndiani Angaende (Who Shall Go) Lyrics - ZimPraise

by ZimPraise | in African
Buy Mp3

Ndiani angaende kunofira nyika?
(Who can go die for the world?) 
Jesus anoti, regai ndiende! 
(Jesus said, I will go) x2 

Akarowa pumuchinjikwa 
(He was nailed to the cross) 
Nerudo rwake 
(Because of His love) 
Kuti, tiposenwe naye 
(So that we may be saved)
Oh Rudo rwake, Rukuru sei 
(Oh His love, is so great) 

Jesus anoti, regai ndiende! 
(Jesus said, I will go)
Akarowa pumuchinjikwa 
(He was nailed to the cross) 
Nerudo rwake 
(Because of His love) 
Kuti, tiposenwe naye 
(So that we may be saved)
Oh Rudo rwake, Rukuru sei 
(Oh His love, is so great) 

Ndiani angaende kunofira nyika?
(Who can go die for the world?) 
Jesus anoti, regai ndiende! 
(Jesus said, I will go)
...

Ndiani Angaende (Who Shall Go) Video


Top Songs United States
Share:

Write a review/comment/correct the lyrics of Ndiani Angaende (who Shall Go):

0 Comments/Reviews